background cover of music playing
Svovi - Jah Prayzah

Svovi

Jah Prayzah

00:00

02:48

Song Introduction

There is currently no related information available for this song.

Similar recommendations

Lyric

Wagwizi

Cheka

Kana ndakacheka mucheka

Bokola

Kana ndichifamba na darli wangu

Seta

Vasikana vakunzwa nyota

Bokola

Twunhu twandinoita na darli wangu

Svovi yangu

Tichangofamba tirimunzira imweyo

Svovi yangu

Tichangoita chero zvadiwa nehana

Svovi yangu

Tichangofamba tirimunzira imweyo

Svovi yangu

Tichangoita chero zvadiwa nehana

Sunga sungano kuti nga-nga-nga, sunga

Kiya kana mba-mba-mba, kiya

Nhongai nyama

Vasikana ndati inwai mhamba (inwai mhamba)

Kufara idambe

Vakomana ndati chinjai mupaka

Holloa

Kana wandigaya holla

Tamba

Zvinyoro nyoro semukaranga

(Eeh, eeh) kaya, kaya (hee, eeh)

Kandidzvinyirawo changu kaya

Kaya (kaya, eeh, eeh)

Svovi yangu

Tichangofamba tirimunzira imweyo

Svovi yangu

Tichangoita chero zvadiwa nehana

Svovi yangu

Tichangofamba tirimunzira imweyo

Svovi yangu

Tichangoita chero zvadiwa nehana

Svovi yangu

Tichangofamba tirimunzira imweyo

Svovi yangu

Tichangoita chero zvadiwa nehana

Svovi yangu

Tichangofamba tirimunzira imweyo

Svovi yangu

Tichangoita chero zvadiwa nehana

Heee

- It's already the end -